Johani 21:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akaitawo zvimwe zvinhu zvizhinji. Dai zvose zvainyorwa, ndinoti kunyange nyika yose hayaizova nenzvimbo yaikwana mabhuku aizonyorwa.

Johani 21

Johani 21:17-25