Johani 21:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Petro akacheuka akaona mudzidzi uya aidikanwa naJesu achivatevera. (Ndiye uya akanga akasendamira pana Jesu panguva yechirariro uye akanga ati, “Ishe ndianiko achakupandukirai?”)

Johani 21

Johani 21:12-25