Johani 21:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinokuudza chokwadi kuti, zvawakanga uchiri muduku waizvipfekedza uye uchienda kwaunoda; asi kana wakura, uchatambanudza maoko ako, uye mumwe zvake achakufukidza agokutungamirira kwausingadi kuenda.”

Johani 21

Johani 21:8-20