Johani 21:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vapedza kudya, Jesu akati kuna Simoni Petro, “Simoni mwanakomana waJohani, unondida zvechokwadi kupfuura ava here?”Akati, “Hongu, Ishe, munozviziva kuti ndinokudai.”Jesu akati, “Fudza makwayana angu.”

Johani 21

Johani 21:11-19