Johani 21:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati kwavari, “Uyai mudye.” Hapana kana mudzidzi mumwe chete akabvunza kuti, “Ndimi aniko?” Vakaziva kuti ainge ari Ishe.

Johani 21

Johani 21:9-21