Johani 20:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

pamwe chete nomucheka wokuvigwa nawo wakanga uri mumusoro waJesu. Mucheka uyu wakanga wakapetwa uri woga, wakaparadzaniswa nomumwe mucheka.

Johani 20

Johani 20:1-12