Johani 20:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Tomasi (ainzi Dhidhimo), mumwe wavane gumi navaviri, akanga asiri pana vamwe vadzidzi, Jesu paakauya.

Johani 20

Johani 20:14-30