Johani 20:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Madekwana ezuva rokutanga revhiki, vadzidzi pavakanga vari pamwe chete, mikova yakazarirwa nokuda kwokutya vaJudha, Jesu akauya akasvikomira pakati pavo akati, “Rugare ngaruve kwamuri!”

Johani 20

Johani 20:18-21