Johani 20:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati kwaari, “Usandibata, nokuti handisati ndadzokera kuna Baba. Asi enda kuhama dzangu undovaudza kuti, ‘Ndiri kudzokera kuna Baba vangu naBaba venyu, kuna Mwari wangu, naMwari wenyu.’ ”

Johani 20

Johani 20:14-24