Johani 20:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Mai, munochemeiko? Munotsvaka aniko?”Maria achifunga kuti aiva muchengeti webindu, akati, “Ishe, kana mamutora, ndiudzei henyu kwamamuisa, uye ndichamutora.”

Johani 20

Johani 20:8-21