Johani 2:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaJudha vakapindura vakati, “Zvakatora makore makumi mana namatanhatu kuti temberi iyi ivakwe, uye iwe uchaimutsa mumazuva matatu?”

Johani 2

Johani 2:16-23