Johani 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwaizvozvo akaburuka akaenda kuKapenaume namai vake, navanun'una vake uye navadzidzi vake. Vakagara ikoko kwamazuva mashoma.

Johani 2

Johani 2:5-18