Johani 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akati, “Munhu wose anotanga kubudisa waini inonaka chose, zvino shure kwokunge vanhu vakakokwa vambonwa kwazvo, ipapo anozobudisa isinganaki; asi iwe wapa yakaisvonaka kusvikira zvino.”

Johani 2

Johani 2:2-11