Johani 19:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panzvimbo iyo pakarovererwa Jesu pamuchinjikwa, paiva nebindu, uye mubindu imomo, maiva neguva idzva, rakanga risina munhu akamboradzikwamo.

Johani 19

Johani 19:35-42