Johani 19:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume akazviona ndiye akapa umboo, uye uchapupu hwake ndohwechokwadi. Anoziva kuti ari kutaura chokwadi, uye anopupura kuitira kuti nemiwo mutende.

Johani 19

Johani 19:29-36