Johani 19:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprista vakuru vavaJudha vakati kuna Pirato, “Musanyora kuti, ‘Mambo wavaJudha,’ asi kuti, ‘Munhu uyu anozviti mambo wavaJudha.’ ”

Johani 19

Johani 19:17-31