Rakanga riri zuva rokugadzirira vhiki yePasika, awa inenge yechitanhatu.Pirato akati kuvaJudha, “Hoyu mambo wenyu.”