Johani 19:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pirato akati, “Haudi kutaura neni here? Hauzivi here kuti ndine simba rokukusunungura kana kukuroverera pamuchinjikwa?”

Johani 19

Johani 19:1-15