Johani 18:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvakaitika kuitira kuti mashoko akanga ataurwa naJesu achiratidza mafiro aaizoita azadziswe.

Johani 18

Johani 18:22-33