Johani 18:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Kana ndataura chimwe chinhu chakaipa, taura kuti chakaipa ndechipi. Asi kana ndataura chokwadi, seiko wandirova?”

Johani 18

Johani 18:13-31