Johani 18:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi Petro akasara kunze ari pamukova. Mumwe mudzidzi, aizivikanwa nomuprista mukuru, akadzoka akandotaura nomusikana aichengeta pamusuo ndokupinza Petro mukati.

Johani 18

Johani 18:7-21