Johani 17:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndakavapa mashoko amakandipa uye vakaagamuchira. Vakaziva zvechokwadi kuti ndakabva kwamuri, uye vakatenda kuti makandituma.

Johani 17

Johani 17:3-9