Johani 17:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Baba, ndinoda kuti vaya vamakandipa vave neni pandinenge ndiri, uye kuti vaone kubwinya kwangu, iko kubwinya kwamakandipa nokuti makandida nyika isati yasikwa.

Johani 17

Johani 17:18-26