Johani 16:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvino ndava kuenda kuno akandituma, asi hakuna mumwe wenyu anondibvunza kuti, ‘Muri kuendepiko?’

Johani 16

Johani 16:1-7