Johani 16:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nguva iri kuuya, uye yatosvika, yamuchaparadzirwa, mumwe nomumwe achienda kumusha kwake. Muchandisiya ndiri ndoga. Asi handisi ndoga, nokuti Baba vangu vaneni.

Johani 16

Johani 16:27-33