Johani 16:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino tava kuona kuti munoziva zvinhu zvose uye kuti hapana achafanira kuti akubvunzei mibvunzo. Izvi zvinoita kuti titende kuti makabva kuna Mwari.”

Johani 16

Johani 16:29-33