Johani 16:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwete, Baba pachavo vanokudai nokuti makandida, uye makatenda kuti ndakabva kuna Mwari.

Johani 16

Johani 16:24-30