Johani 16:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi anopona mwana anorwadziwa nokuti nguva yake yasvika; asi kana mwana wake azvarwa, anokanganwa kurwadziwa kuya nokuda kwomufaro wokuti mwana azvarwa munyika.

Johani 16

Johani 16:18-26