Johani 15:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana Munyaradzi asvika, iye wandichatuma kwamuri achibva kuna Baba, iye Mweya wechokwadi anobuda achibva kuna Baba, achapupura nezvangu.

Johani 15

Johani 15:24-27