Johani 15:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dai ndanga ndisina kuita pakati pavo zvisina kutongoitwa nomunhu, vangadai vasina mhosva yechivi. Asi zvino vakaona zviratidzo izvi, asi vakandivenga ini naBaba vangu.

Johani 15

Johani 15:20-27