Johani 15:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dai ndakanga ndisina kuuya ndikataura kwavari, vangadai vasina mhosva yechivi ichi. Zvino, kunyange zvakadaro, havana pembedzo yechivi chavo.

Johani 15

Johani 15:16-25