Johani 14:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handichazotauri nemi kwenguva refu, nokuti muchinda wenyika ino ari kuuya. Haana chinhu pandiri,

Johani 14

Johani 14:27-31