Johani 14:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Makandinzwa ndichiti, ‘Ndiri kuenda uye ndichadzokazve.’ Dai maindida maifara kuti ndinoenda kuna Baba, nokuti Baba vakuru kupfuura ini.

Johani 14

Johani 14:24-31