Johani 14:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Munyaradzi, Mweya Mutsvene, uyo achatumwa naBaba muzita rangu, achakudzidzisai zvinhu zvose uye achakuyeuchidzai zvinhu zvose zvandakareva kwamuri.

Johani 14

Johani 14:18-31