Johani 14:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Kana munhu achindida, achateerera kudzidzisa kwangu. Baba vangu vachamuda, uye tichauya kwaari toita ugaro hwedu naye.

Johani 14

Johani 14:16-31