Johani 14:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ani naani ane mirayiro yangu uye anoiteerera, ndiye anondida iyeye. Uyo anondida achadikanwa naBaba vangu, neniwo ndichamuda uye ndichazviratidza kwaari.”

Johani 14

Johani 14:19-24