Johani 14:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

iye Mweya wechokwadi. Nyika haigoni kumugamuchira, nokuti haimuoni uye haimuzivi. Asi imi munomuziva, nokuti agere nemi uye achava mukati menyu.

Johani 14

Johani 14:11-25