Johani 14:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinokuudzai kuti, ani naani anotenda kwandiri achaita zvandanga ndichiita. Achaita kunyange zvinhu zvikuru kupfuura izvi, nokuti ndiri kuenda kuna Baba.

Johani 14

Johani 14:7-22