Johani 13:36-38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

36. Simoni Petro akamubvunza akati, “Ishe, muri kuendepiko?”Jesu akapindura akati, “Kwandinoenda, imi hamugoni kutevera, asi muchazotevera pashure.”

37. Petro akati, “Ishe seiko ndisingakwanisi kukuteverai iye zvino? Ndichakufirai ini.”

38. Ipapo Jesu akapindura akati, “Uchandifira here? Ndinokuudza chokwadi kuti, jongwe risati rarira, uchandiramba katatu!”

Johani 13