Johani 13:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Vana vangu, ndichava nemi kwechinguva chiduku chete. Muchanditsvaka, uye sezvandaudza vaJudha, saizvozvo ndinokuudzai zvino kuti: Kwandinoenda, imi hamugoni kuuyako.

Johani 13

Johani 13:32-38