Johani 13:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sezvo Judhasi aiva mubati wemari, vamwe vakafunga kuti Jesu aimuudza kuti andotenga zvimwe zvaidikanwa pamutambo, kana kupa varombo chimwe chinhu.

Johani 13

Johani 13:20-35