Johani 13:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati, “Ndiye wandichapa chimedu chechingwa kana ndachiseva mundiro.” Ipapo, akaseva chimedu chechingwa, akachipa kuna Judhasi Iskarioti, mwanakomana waSimoni.

Johani 13

Johani 13:17-30