Johani 13:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Handirevi kwamuri mose; ini ndinoziva avo vandakasarudza. Asi uku ndiko kuzadzisa Rugwaro runoti, ‘Uyo anogovana neni chingwa andisimudzira chitsitsinho chake kuzorwa neni.’

Johani 13

Johani 13:13-24