Johani 13:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati apedza kushambidza tsoka dzavo, akapfeka nguo dzake akadzokera panzvimbo yake. Akavabvunza akati, “Munonzwisisa here zvandaita kwamuri?

Johani 13

Johani 13:7-16