Johani 13:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Munhu anenge amboshamba muviri wose, anongoda bedzi kushamba tsoka dzake, muviri wake wose wakachena. Imi makachena, kunyange zvazvo musiri mose vakachena.”

Johani 13

Johani 13:1-13