Johani 12:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvichakadaro, vazhinji zhinji vechiJudha vakanzwa kuti Jesu akanga aripo vachibva vauya, kwete nokuda kwake bedzi asi kuti vazoonawo Razaro, waakanga amutsa kubva kuvakafa.

Johani 12

Johani 12:5-18