Johani 12:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haana kureva izvi nokuda kwokuti aiva nehanya navarombo, asi nokuti aiva mbavha; sezvo akanga ari mubati wehomwe, aimboba zvainge zvaiswa muhomwe yacho.

Johani 12

Johani 12:3-8