Johani 12:49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti handina kungozvipupurira pachangu, asi Baba vakandituma ndivo vakandirayira zvokutaura namatauriro acho.

Johani 12

Johani 12:40-50