Johani 12:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana pane munhu zvake anonzwa mashoko angu, asi akasaachengeta, ini handimutongi. Nokuti handina kuuya kuzotonga nyika, asi kuzoiponesa.

Johani 12

Johani 12:39-50