Johani 12:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nenguva imwe cheteyo kunyange vazhinji pakati pavatungamiri vakamutenda. Asi nokuda kwavaFarisi, havana kupupura kutenda kwavo nokuti vaitya kudzingwa musinagoge;

Johani 12

Johani 12:37-50